Genesi 39:12 - Shona BIBLE12 Ipapo akamubata nguo yake, akati, “Vata neni;” iye akasiya nguo yake muruoko rwake, akabuda panze. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ipapo akamuɓata ŋguʋo yake, akati: Ʋata neni; iye akasiya ŋguʋo yake muruʋoko rwake, akatiza, akaɓuɗa panze. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ipapo akamubata nguo yake, akati, “Vata neni;” iye akasiya nguo yake muruoko rwake, akabuda panze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pakarepo mudzimai uyu akamuti ndu-u hanzu yake achiti, “Rara neni.” Ipapo Josefi akapukunyura akabva asiya hanzu yake muruoko rwomudzimai uyu ndokutizira panze. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Pakarepo mudzimai uyu akamuti ndu-u hanzu yake achiti, “Rara neni.” Ipapo Josefi akapukunyura akabva asiya hanzu yake muruoko rwomudzimai uyu ndokutizira panze. Viz kapitola |