Genesi 3:10 - Shona BIBLE10 Iye akati, “Ndakanzwa izwi renyu mumunda, ndikatya, nokuti ndakanga ndisina kusimira, ndikahwanda.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Iye akati: Ndakanzwa inzwi renyu mumunda, ndikatya, nokuti ndakaŋga ndisina‐kusimira; ndikaʋanda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Iye akati, “Ndakanzwa izwi renyu mumunda, ndikatya, nokuti ndakanga ndisina kusimira, ndikahwanda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Adhamu akati, “Ndanzwa kufamba kwamanga muchiita mubindu ndikatya nokuti handina kusimira, ndokubva ndahwanda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Adhamu akati, “Ndanzwa kufamba kwamanga muchiita mubindu ndikatya nokuti handina kusimira, ndokubva ndahwanda.” Viz kapitola |