Genesi 2:8 - Shona BIBLE8 Jehovha Mwari akasima munda muEdheni, kumabvazuva, akaisapo munhu waakanga aumba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Jehova Mŋari akasima munda muEdeni, kumabvazuʋa, akaisa’po munhu waakaŋga aʋumba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Jehovha Mwari akasima munda muEdheni, kumabvazuva, akaisapo munhu aakanga aumba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mwari Tenzi akasima bindu muEdheni kumabvazuva ndokuisamo munhu waakanga aumba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mwari Tenzi akasima bindu muEdheni kumabvazuva ndokuisamo munhu waakanga aumba. Viz kapitola |