Genesi 2:7 - Shona BIBLE7 Jehovha Mwari akaumba munhu neguruva revhu, akafuridzira mweya woupenyu mumhino dzake; munhu akava mweya mupenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Jehova Mŋari akaʋumba munhu neguruʋa revu, akafuridzira mŋeya woʋupenyu mumhino dzake; munhu akaʋa mŋeya mupenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Jehovha Mwari akaumba munhu neguruva revhu, akafuridzira mweya woupenyu mumhino dzake; munhu akava mweya mupenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mwari Tenzi akatora ivhu panyika akaumba munhu, akamufemera mweya woupenyu mumhuno dzake. Munhu ndokubva ava noupenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mwari Tenzi akatora ivhu panyika akaumba munhu, akamufemera mweya woupenyu mumhuno dzake. Munhu ndokubva ava noupenyu. Viz kapitola |