Genesi 2:24 - Shona BIBLE24 Naizvozvo munhu anofanira kusiya baba vake namai vake, anamatire mukadzi wake, vave nyama imwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Naiɀoɀo munhu unofanira kusiya ɓaɓa ʋake namai ʋake, anamatire mukadzi wake, ʋaʋe nyama imŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Naizvozvo munhu anofanira kusiya baba vake namai vake, anamatire mukadzi wake, vave nyama imwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Naizvozvo murume achasiya baba vake naamai vake achiva chiname nomukadzi wake, vaviri ava vachiva nyama imwechete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Naizvozvo murume achasiya baba vake naamai vake achiva chiname nomukadzi wake, vaviri ava vachiva nyama imwechete. Viz kapitola |