Genesi 2:17 - Shona BIBLE17 asi muti wokuziva zvakanaka nezvakaipa usaudya; nokuti nomusi waunoudya, uchafa zviro kwazvo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 asi muti wokuziʋa ɀakanaka neɀakaipa usaudya; nokuti nomusi waunoudya, ucafa ɀirokwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 asi muti wokuziva zvakanaka nezvakaipa usaudya; nokuti nomusi waunoudya, uchafa zviro kwazvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Asi usadye muchero womuti woruzivo rwezvakanaka nezvakaipa, nokuti zvechokwadi musi waunoudya unofa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Asi usadye muchero womuti woruzivo rwezvakanaka nezvakaipa, nokuti zvechokwadi musi waunoudya unofa.” Viz kapitola |