Genesi 2:16 - Shona BIBLE16 Jehovha Mwari akaraira munhu achiti, “Ungadya hako miti yose yomunda, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Jehova Mŋari akaraira munhu, aciti: Uŋgadya hako miti yose yomunda; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Jehovha Mwari akaraira munhu achiti, “Ungadya hako miti yose yomunda, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mwari Tenzi akaudza munhu kuti, “Idya zvako michero yemiti yose iri mubindu umu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Mwari Tenzi akaudza munhu kuti, “Idya zvako michero yemiti yose iri mubindu umu. Viz kapitola |