Genesi 2:12 - Shona BIBLE12 ndarama yenyika iyoyo yakanaka; uyewo pane dheriumu nebwe reonikisi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 ndarama yenyika iyeyo yakanaka; ʋuye ʋo panederiumu nebge reoniksi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 ndarama yenyika iyoyo yakanaka; uyewo pane dheriumu nebwe reonikisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndarama yenyika iyoyo yakanaka kwazvo, kunowanikawo masiriridzi edheriumu anonhuhwirira uye notumabwe tunokosha tweonikisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ndarama yenyika iyoyo yakanaka kwazvo, kunowanikawo masiriridzi edheriumu anonhuhwirira uye notumabwe tunokosha tweonikisi. Viz kapitola |