Genesi 11:5 - Shona BIBLE5 Ipapo Jehovha akaburuka kuzotarira guta norusvingo, rwakanga ruchivakwa navanakomana vavanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ipapo Jehova wakaɓuruka kuzotarira guta noruȿiŋgo, rwakaŋga ruciʋakwa naʋanakomana ʋaʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Ipapo Jehovha wakaburuka kuzotarira guta norusvingo, rwakanga ruchivakwa navanakomana vavanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Tenzi akaburuka kudenga kuzoona guta neshongwe zvakanga zvavakwa navanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Tenzi akaburuka kudenga kuzoona guta neshongwe zvakanga zvavakwa navanhu. Viz kapitola |