Genesi 11:31 - Shona BIBLE31 Zvino Tera wakatora mwanakomana wake Abhuramu, naRoti, mwanakomana waHarani, mwanakomana womwanakomana wake, naSarai, mukadzi womwanakomana wake Abhuramu; vakatama navo vakabva Uru yavaKaradhia, kuti vaende kunyika yeKenani, vakasvika Harani, vakagarapo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino Tera wakatora mŋanakomana wake Abrama, naRoti, mŋanakomana waHarani, mŋanakomana womŋanakomana wake, naSarai, mukadzi womŋanakomana wake Abrama; ʋakatama naʋo ʋakabva Uri yaʋaKardia, kuti ʋaende kunyika yeKanani, ʋakaȿika Harani, ʋakagara’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Zvino Tera wakatora mwanakomana wake Abhuramu, naRoti, mwanakomana waHarani, mwanakomana womwanakomana wake, naSarai, mukadzi womwanakomana wake Abhuramu; vakatama navo vakabva Uri yavaKaradhea, kuti vaende kunyika yeKenani, vakasvika Harani, vakagarapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Tera akatora mwanakomana wake Abhuramu, nomuzukuru wake Roti mwanakomana waHarani, nomuroora wake Sarai, mudzimai womwana wake Abhuramu. Vose ivavo vakabva kuguta reUru munyika yevaKaradhia vakasimuka voenda kuKanani. Asi pavakasvika kuHarani vakaita musha wavo ikoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Tera akatora mwanakomana wake Abhuramu, nomuzukuru wake Roti mwanakomana waHarani, nomuroora wake Sarai, mudzimai womwana wake Abhuramu. Vose ivavo vakabva kuguta reUru munyika yevaKaradhia vakasimuka voenda kuKanani. Asi pavakasvika kuHarani vakaita musha wavo ikoko. Viz kapitola |