Genesi 11:21 - Shona BIBLE21 wakati abereka Serugu, Rehu akagara makore ana mazana maviri namanomwe; akabereka vanakomana navanasikana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 wakati aɓereka Serugi, Rehu akagara makore anamazana maʋiri namanomŋe; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 wakati abereka Serugu, Rehu akagara makore ana mazana maviri namanomwe; akabereka vanakomana navanasikana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mushure mokubereka Serugu, Reu akagara mazana maviri amakore ana makore manomwe akaberekawo vamwe vana vakomana navasikana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Mushure mokubereka Serugu, Reu akagara mazana maviri amakore ana makore manomwe akaberekawo vamwe vana vakomana navasikana. Viz kapitola |