Genesi 10:1 - Shona BIBLE1 Ndiwo marudzi avanakomana vaNowa, naShemu, naHamu, naJafeti; ivo vakaberekerwa vana shure kwemvura zhinji. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ndiwo marudzi aʋanakomana ʋaNoa, naShemi, naHami, naJafeti; iʋo ʋakaɓerekerwa ʋana shure kwemvura zhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Ndiwo marudzi avanakomana vaNoa, naShemu, naHamu, naJafeti; ivo vakaberekerwa vana shure kwemvura zhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Izvi ndizvo zvizvarwa zvavana vaNowa vanoti Shemu naHamu naJafeti zvaakabereka shure kwamafashamo emvura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Izvi ndizvo zvizvarwa zvavana vaNowa vanoti Shemu naHamu naJafeti zvaakabereka shure kwamafashamo emvura. Viz kapitola |