Firemoni 1:15 - Shona BIBLE15 Nokuti zvimwe wakaparadzaniswa newe chinguva nemhaka iyi, kuti ugozova naye nokusingaperi; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Nokuti ɀimŋe wakaparadzaniswa newe ciŋguʋa nemhaka iyi, kuti ugozoʋa naye nokusiŋgaperi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Nokuti zvimwe wakaparadzaniswa newe chinguva nemhaka iyi, kuti ugozova naye nokusingaperi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Pamwe ndizvo zvakaita kuti amboparadzaniswa newe kwekachinhambo kuti azodzorerwa kwauri zvachose, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Pamwe ndizvo zvakaita kuti amboparadzaniswa newe kwekachinhambo kuti azodzorerwa kwauri zvachose, Viz kapitola |