Online Bible

- Reklamy -

Ezira 10:6 - Shona BIBLE

6 Ipapo Ezira akasimuka, akabva pamberi peimba yaMwari, akapinda mukamuri yaJohanani mwanakomana waEriashibhi; akagarapo, akasadya zvokudya, kana kunwa mvura; nokuti akanga achichema pamusoro pokudarika kwavatapwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ipapo Ezra akasimuka, akabva pamberi peimba yaMŋari, akapinda mukamuri yaJohanani mŋanakomana waEriashibi; akagara’po, akasadya ɀokudya, kana kunwa mvura; nokuti wakaŋga acicema pamsoro pokuɗarika kwaʋatapxa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Ipapo Ezira akasimuka, akabva pamberi peimba yaMwari, akapinda mukamuri yaJohanani mwanakomana waEriashibhi; akagarapo, akasadya zvokudya, kana kunwa mvura; nokuti akanga achichema pamusoro pokudarika kwavatapwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Ezira akabva pamberi pemba yaMwari akaenda kumba kwaJehohanani mwanakomana waEriyashibhu. Ndokwaakaenda akandorarako asingadye kana kunwa mvura nokuti akanga achichema kusatendeka kwevaye vakatandanisirwa kusiri kwavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Ezira akabva pamberi pemba yaMwari akaenda kumba kwaJehohanani mwanakomana waEriyashibhu. Ndokwaakaenda akandorarako asingadye kana kunwa mvura nokuti akanga achichema kusatendeka kwevaye vakatandanisirwa kusiri kwavo.

Viz kapitola kopírovat

Ezira 10:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy