Ezira 10:30 - Shona BIBLE30 Pakati pavanakomana vaPahatimoabhu: Adhana, naKerari, naBhenaya, naMaaseya, naMatania, naBhezareri, naBhinui, naManase. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Pakati paʋanakomana ʋaPahati‐moabi: Adna, naKerari, naBenaya, naMaaseya, naMatania, naBezareri, naBinui, naManase. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Pakati pavanakomana vaPahatimoabhi: Adhana, naKerari, naBhenaya, naMaaseya, naMatania, naBhezareri, naBhinui, naManase. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Kuvanakomana vokwaPahatimoabhu: kwakawanikwa kuina Adhina naKerari naBhenaya naMaaseya naMataniya naBhezarieri naBhinui naManase Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Kuvanakomana vokwaPahatimoabhu: kwakawanikwa kuina Adhina naKerari naBhenaya naMaaseya naMataniya naBhezarieri naBhinui naManase Viz kapitola |