Ezira 10:10 - Shona BIBLE10 Ipapo mupristi Ezira akasimuka, akati kwavari, “Imi makadarika, mukawana vakadzi vatorwa, mukanyanyisa mhosva yaIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ipapo muprista Ezra akasimuka, akati kwaʋari: Imi makaɗarika, mukawana ʋakadzi ʋatorwa, mukanyanyisa mhoȿa yaIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Ipapo mupristi Ezira akasimuka, akati kwavari, “Imi makadarika, mukawana vakadzi vatorwa, mukanyanyisa mhosva yaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mupristi Ezira akasimuka akati kwavari, “Makakanganisa nokuroora kwamakaita vakadzi vechirudzi mukaita kuti mhosva yeIsiraeri ikure. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mupristi Ezira akasimuka akati kwavari, “Makakanganisa nokuroora kwamakaita vakadzi vechirudzi mukaita kuti mhosva yeIsiraeri ikure. Viz kapitola |