Online Bible

- Reklamy -

Ezira 1:9 - Shona BIBLE

9 Kuwanda kwayo ndikoku: Ndiro dzendarama dzina makumi matatu, nendiro dzesirivha dzine chiuru chimwe, namapanga ana makumi maviri namapfumbamwe;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Kuwanda kwayo ndikoku: Ndiro dzendarama dzinamakumi matatu, nendiro dzesirveri dzinecuru cimŋe, namapaŋga anamakumi maʋiri namapfumbamŋe;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Kuwanda kwayo ndikoku: Ndiro dzendarama dzina makumi matatu, nendiro dzesirivha dzine chiuru chimwe, namapanga ana makumi maviri namapfumbamwe;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Kuwanda kwayo ndikoku uku, kwaiti madhishi endarama makumi matatu mbenge dzendarama chiuru kwouya mabisiro: makumi maviri namapfumbamwe

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Kuwanda kwayo ndikoku uku, kwaiti madhishi endarama makumi matatu mbenge dzendarama chiuru kwouya mabisiro: makumi maviri namapfumbamwe

Viz kapitola kopírovat

Ezira 1:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy