Ezira 1:7 - Shona BIBLE7 Naiye mambo Koreshiwo akabudisa midziyo yeimba yaJehovha, yakanga yatorwa paJerusaremu naNebhukadhineza ikaiswa naye paimba yavamwari vake; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Naiye mambo Koreshi ʋo wakaɓuɗisa midziyo yeimba yaJehova, yakaŋga yatorwa paJerusarema naNebukadnezari ikaiswa naye paimba yaʋamŋari ʋake; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Naiye mambo Koreshiwo akabudisa midziyo yeimba yaJehovha, yakanga yatorwa paJerusaremu naNebhukadhinezari ikaiswa naye paimba yavamwari vake; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mambo Sairosi akaunzawo midziyo iya yomumba yaTenzi yakanga yambokukuchwa muJerusaremu naNebhukadhineza akasvikoiisa mumba yavamwari vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mambo Sairosi akaunzawo midziyo iya yomumba yaTenzi yakanga yambokukuchwa muJerusaremu naNebhukadhineza akasvikoiisa mumba yavamwari vake. Viz kapitola |