Ezira 1:5 - Shona BIBLE5 Ipapo vakuru vedzimba dzamadzibaba aJudha naBhenjamini vakazvigadzira, navapristi, navaRevhi, ivo vose vakanga vamutswa mweya yavo naMwari, kundovaka imba yaJehovha yakanga iri paJerusaremu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ipapo ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aJuda naBenjamini ʋakaɀigadzira, naʋaprista, naʋaRevi, iʋo ʋose ʋakaŋga ʋamutswa mŋeya yaʋo naMŋari, kundoʋaka imba yaJehova yakaŋga iri paJerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Ipapo vakuru vedzimba dzamadzibaba aJudha naBhenjamini vakazvigadzira, navapristi, navaRevhi, ivo vose vakanga vamutswa mweya yavo naMwari, kundovaka imba yaJehovha yakanga iri paJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ndopakasimuka vatungamiriri vedzimba dzamadzibaba okwaJudha novokwaBhenjamini navapristi nevaRevhi, nomunhu wose zvake akanga amutswa mwoyo naMwari kuti akwire kundovakazve imba yaTenzi iri kuJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ndopakasimuka vatungamiriri vedzimba dzamadzibaba okwaJudha novokwaBhenjamini navapristi nevaRevhi, nomunhu wose zvake akanga amutswa mwoyo naMwari kuti akwire kundovakazve imba yaTenzi iri kuJerusaremu. Viz kapitola |