Ezira 1:10 - Shona BIBLE10 nembiya dzendarama dzina makumi matatu, nembiya dzesirivha dzorumwe rudzi dzina mazana mana negumi, nemimwe midziyo ine chiuru chimwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 nembiya dzendarama dzinamakumi matatu, nembiya dzesirveri dzorumŋe rudzi dzinamazana manna negumi, nemimŋe midziyo inecuru cimŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 nembiya dzendarama dzina makumi matatu, nembiya dzesirivha dzorumwe rudzi dzina mazana mana negumi, nemimwe midziyo ine chiuru chimwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 kwouyawo ndiro dzendarama: dzaiita makumi matatu ndiro dzesirivha: zviuru zviviri zvine mazana mana nechiuru chemimwewo midziyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 kwouyawo ndiro dzendarama: dzaiita makumi matatu ndiro dzesirivha: zviuru zviviri zvine mazana mana nechiuru chemimwewo midziyo. Viz kapitola |