Ezira 1:1 - Shona BIBLE1 Zvino negore rokutanga raKoreshi mambo waPezhia, kuti shoko raJehovha rakarehwa nomuromo waJeremiya riitike, Jehovha akamutsa mweya waKoreshi mambo wePezhia, akaparidza paushe hwake hwose, akazvinyorawo, akati, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino negore rokutaŋga raKoreshi mambo wePersia, kuti shoko raJehova rakarebga nomuromo waJeremia riitike, Jehova wakamutsa mŋeya waKoreshi mambo wePersia, akaparidza paʋushe bgake bgose, akaɀinyora ʋo, akati: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino negore rokutanga raKoreshi mambo waPerisia, kuti shoko raJehovha rakarehwa nomuromo waJeremiya riitike, Jehovha akamutsa mweya waKoreshi mambo wePerisia, akaparidza paushe hwake hwose, akazvinyorawo, akati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mugore rechiposhi rokutonga kwaSairosi mambo wePezhiya, zvichizadzikisa shoko raTenzi raakataura nomuromo waJeremiya, Tenzi akapinza imwe pfungwa mumwoyo wamambo wePezhiya zvokuti akatemera vanhu chirevo nyika dzose dzoumambo hwake akaitawo zvokuchinyora chokuti: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mugore rechiposhi rokutonga kwaSairosi mambo wePezhiya, zvichizadzikisa shoko raTenzi raakataura nomuromo waJeremiya, Tenzi akapinza imwe pfungwa mumwoyo wamambo wePezhiya zvokuti akatemera vanhu chirevo nyika dzose dzoumambo hwake akaitawo zvokuchinyora chokuti: Viz kapitola |