Ezekieri 9:9 - Shona BIBLE9 Ipapo akati kwandiri, “Zvakaipa zveimba yaIsiraeri naJudha zvakakura kwazvo, nyika izere neropa, neguta rizere nezvisakarurama; nokuti vanoti, ‘Jehovha akabva panyika, Jehovha haaoni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ipapo akati kwandiri: Ɀakaipa ɀeimba yaIsraeri naJuda ɀakakura kwaɀo, nyika izere neropa, neguta rizere neɀisakarurama; nokuti ʋanoti: Jehova wakabva panyika, Jehova haaʋoni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Ipapo akati kwandiri, “Zvakaipa zveimba yaIsiraeri naJudha zvakakura kwazvo, nyika izere neropa, neguta rizere nezvisakarurama; nokuti vanoti, ‘Jehovha akabva panyika, Jehovha haaoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Iye ndokunditi, “Mhosva yemba yokwaIsiraeri neyokwaJudha yakurisisa. Nyika yazara ropa; guta rizere namaitiro asina ruenzaniso nokuti vanoti Tenzi akafuratira nyika iyi uye Tenzi haaoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Iye ndokunditi, “Mhosva yemba yokwaIsiraeri neyokwaJudha yakurisisa. Nyika yazara ropa; guta rizere namaitiro asina ruenzaniso nokuti vanoti Tenzi akafuratira nyika iyi uye Tenzi haaoni. Viz kapitola |