Ezekieri 9:8 - Shona BIBLE8 Zvino vakati vachiuraya, ini ndasiyiwa ndiri ndoga, ndikawira pasi nechiso changu, ndikachema, ndichiti, “Aiwa, Ishe Jehovha! Ko munoparadza vose vakasara VaIsiraeri pakudurura kwenyu hasha dzenyu pamusoro peJerusaremu here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino ʋakati ʋaciʋuraya, ini ndasiyiwa ndiri ndoga, ndikawira pasi neciso caŋgu, ndikacema, ndiciti: Haiwa, Ishe Jehova! Ko moparadza ʋose ʋakasara ʋaIsraeri pakuɗurura kwenyu hasha dzenyu pamsoro peJerusarema here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino vakati vachiuraya, ini ndasiyiwa ndiri ndoga, ndikawira pasi nechiso changu, ndikachema, ndichiti, “Aiwa, Ishe Jehovha! Ko munoparadza vose vakasara vaIsiraeri pakudurura kwenyu hasha dzenyu pamusoro peJerusaremu here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vachingunorakatisa kuuraya vanhu kudaro ini ndakasara ndangova ndoga ndokuti nouso kwidiba ndichichema ndichiti, “Aa-a nhai Tenzi Mwari asi mava kutoparadza zvose zvakasara zveIsiraeri pamusana pokuvirukira kwenyu Jerusaremu nehasha?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vachingunorakatisa kuuraya vanhu kudaro ini ndakasara ndangova ndoga ndokuti nouso kwidiba ndichichema ndichiti, “Aa-a nhai Tenzi Mwari asi mava kutoparadza zvose zvakasara zveIsiraeri pamusana pokuvirukira kwenyu Jerusaremu nehasha?” Viz kapitola |