Ezekieri 9:7 - Shona BIBLE7 Akati kwavari, “Svibisai imba, muzadze mavanze navakaurayiwa; chibudai.” Vakabuda, vakauraya muguta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akati kwaʋari: Ȿiɓisai imba, muzadze maʋazhe naʋakaʋurawa; ciɓuɗai. Ʋakaɓuɗa, ʋakaʋuraya muguta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Akati kwavari, “Svibisai imba, muzadze mavanze navakaurawa; chibudai.” Vakabuda, vakauraya muguta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndokubva avati, “N'oresai imba iyi muzadze nhandare dzacho navanhu vanenge vaurayiwa. Chiendai!” Saizvozvo vakaenda kundouraya vanhu muguta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ndokubva avati, “N'oresai imba iyi muzadze nhandare dzacho navanhu vanenge vaurayiwa. Chiendai!” Saizvozvo vakaenda kundouraya vanhu muguta. Viz kapitola |