Ezekieri 9:11 - Shona BIBLE11 Zvino tarira, murume akanga akafuka mucheka werineni, akanga ano runyanga rweingi pachiuno chake, akadzoka neshoko, akati, “Ndaita sezvamakandirayira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino tarira, murume wakaŋga akafuka muceka, wakaŋga anorunyaŋga rweiŋgi paciʋuno cake, wakadzoka neshoko, akati: Ndaita seɀamakandiraira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino tarira, murume akanga akafuka mucheka werineni, akanga anorunyanga rweingi pachiuno chake, akadzoka neshoko, akati, “Ndaita sezvamakandirayira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Hezvo munhu uya akanga akapfeka rineni aine kaguchu keingi parutivi akadzoka neshoko achiti, “Ndaita sezvamandiudza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Hezvo munhu uya akanga akapfeka rineni aine kaguchu keingi parutivi akadzoka neshoko achiti, “Ndaita sezvamandiudza.” Viz kapitola |