Ezekieri 8:9 - Shona BIBLE9 Akati kwandiri, “Pinda, undoona zvinonyangadza zvakashata zvavanoita pano.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Akati kwandiri: Pinda, undoʋona ɀinonyaŋgadza ɀakashata ɀaʋanoita pano. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Akati kwandiri, “Pinda, undoona zvinonyangadza zvakashata zvavanoita pano.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 ndokunditizve, “Pinda uone zvakaipisisa kwazvo zvinosemesa zviri kuitwa muno.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 ndokunditizve, “Pinda uone zvakaipisisa kwazvo zvinosemesa zviri kuitwa muno.” Viz kapitola |