Ezekieri 8:18 - Shona BIBLE18 Naizvozvo neniwo ndichaita nehasha; ziso rangu haringapembedzi, handingavi netsitsi; kunyangwe vakadanidzira munzeve dzangu nezwi guru, handingavanzwi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Naiɀoɀo neni ʋo ndicaita nehasha; ziso raŋgu hariŋgapembedzi, handiŋgaʋi netsitsi; kunyaŋge ʋakaɗanidzira munzeʋe dzaŋgu nenzwi guru, handiŋgaʋanzwi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Naizvozvo neniwo ndichaita nehasha; ziso rangu haringapembedzi, handingavi netsitsi; kunyange vakadanidzira munzeve dzangu nezwi guru, handingavanzwi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Naizvozvo zvandava kuita ndavakuita ndakashatirwa ndisingaite tsiye nyoro kana kunzwa tsitsi kunyange vakabongomora kuchema handisi kuzovateerera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Naizvozvo zvandava kuita ndavakuita ndakashatirwa ndisingaite tsiye nyoro kana kunzwa tsitsi kunyange vakabongomora kuchema handisi kuzovateerera.” Viz kapitola |