Ezekieri 7:6 - Shona BIBLE6 Kuguma kwasvika, kuguma kwasvika; kunokumukira mangwanani; tarirai, kwasvika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kuguma kwaȿika, kuguma kwaȿika; kunokumukira maŋgwanani; tarirai, kwaȿika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Kuguma kwasvika, kuguma kwasvika; kunokumukira mangwanani; tarirai, kwasvika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kuparara kwauya, kwauya kuparara kwakumukirai! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kuparara kwauya, kwauya kuparara kwakumukirai! Viz kapitola |