Ezekieri 6:14 - Shona BIBLE14 Ndichatambanudzira ruoko rwangu pamusoro pavo, nyika ndichaiita dongo nokuiparadza, kubva parenje kusvikira Dhibhira, pose pavanogara; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ndicatambanudzira ruʋoko rwaŋgu pamsoro paʋo, nyika ndicaiita ɗoŋgo nokuiparadza, kubva parenje kuȿikira Dibra, pose paʋanogara; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ndichatambanudzira ruoko rwangu pamusoro pavo, nyika ndichaiita dongo nokuiparadza, kubva parenje kusvikira Dhibhira, pose pavanogara; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndichasimudza simba reruoko rwangu kuvarwisa ndichiita kuti nyika isakare isare yangova nyika zvayo kwose kugere vanhu kubvira kurenje kusvika kuRibhura. Ndipo pavachaziva kuti ini ndini Tenzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndichasimudza simba reruoko rwangu kuvarwisa ndichiita kuti nyika isakare isare yangova nyika zvayo kwose kugere vanhu kubvira kurenje kusvika kuRibhura. Ndipo pavachaziva kuti ini ndini Tenzi.” Viz kapitola |