Ezekieri 6:11 - Shona BIBLE11 Zvanzi naIshe Jehovha, “Rova noruoko rwako, tsikisa pasi norutsoka rwako, uti, ‘Maiwe!’ Nokuda kwezvinonyangadza zvakaipa zvose zveimba yaIsiraeri; nokuti vachaurayiwa nomunondo nenzara nechirwere chakaipa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀanzi naShe Jehova: Roʋa noruʋoko rwako, tsikisa norutsoka rwako, uti: Maiwe! nokuɗa kweɀinonyaŋgadza ɀakaipa ɀose ɀeimba yaIsraeri; nokuti ʋacaʋurawa nomunondo nenzara nehosha yakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvanzi naIshe Jehovha, “Rova noruoko rwako, tsikisa pasi norutsoka rwako, uti, ‘Maiwe!’ Nokuda kwezvinonyangadza zvakaipa zvose zveimba yaIsiraeri; nokuti vachaurawa nomunondo nenzara nehosha yakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zvanzi naTenzi Mwari, “Rova-rovanisai maoko muchitamba-tambisa makumbo muchiti, ‘Maiwe-e kani inga zvatiwana, pamusana pezvinosemesa Mwari zvose zvemba yaIsiraeri, nokuti vachafa nebakatwa, neshangwa yenzara, nedenda.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Zvanzi naTenzi Mwari, “Rova-rovanisai maoko muchitamba-tambisa makumbo muchiti, ‘Maiwe-e kani inga zvatiwana, pamusana pezvinosemesa Mwari zvose zvemba yaIsiraeri, nokuti vachafa nebakatwa, neshangwa yenzara, nedenda.’ Viz kapitola |