Ezekieri 5:17 - Shona BIBLE17 Ndichatuma pamusoro penyu nzara nezvikara zvakaipa zvichakutorerai vana; chirwere chakaipa neropa zvichapfuura napakati pako; ndichauyisa munondo pamusoro pako. Ini Jehovha, ndini ndakataura izvozvo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ndicatuma pamsoro penyu nzara neɀikara ɀakaipa ɀicakutorerai ʋana; hosha yakaipa neropa ɀicapfuʋura napakati pako; ndicaʋuyisa munondo pamsoro pako. Ini Jehova, ndini ndakataura iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Ndichatuma pamusoro penyu nzara nezvikara zvakaipa zvichakutorerai vana; hosha yakaipa neropa zvichapfuura napakati pako; ndichauyisa munondo pamusoro pako. Ini Jehovha, ndini ndakataura izvozvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ndichakutumirai shangwa yenzara nezvikara zvesango, zvichakurozvai vana, denda richakuvingai ropa richideuka pakati penyu ndichikuuyisirai bakatwa pamuri iyemi. Ini Tenzi ndini ndazvireva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Ndichakutumirai shangwa yenzara nezvikara zvesango, zvichakurozvai vana, denda richakuvingai ropa richideuka pakati penyu ndichikuuyisirai bakatwa pamuri iyemi. Ini Tenzi ndini ndazvireva.” Viz kapitola |