Ezekieri 5:10 - Shona BIBLE10 Naizvozvo madzibaba achadya vanakomana vavo mukati mako, navanakomana vachadya madzibaba avo; ndichakuitira zvandakatonga, ndichaparadzira vakasara vako kumhepo dzose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Naiɀoɀo madziɓaɓa acadya ʋanakomana ʋaʋo mukati mako, naʋanakomana ʋacadya madziɓaɓa aʋo; ndicakuitira ɀandakatoŋga, ndicaparadzira ʋakasara ʋako kumhepo dzose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Naizvozvo madzibaba achadya vanakomana vavo mukati mako, navanakomana vachadya madzibaba avo; ndichakuitira zvandakatonga, ndichaparadzira vakasara vako kumhepo dzose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndizvozvo, vabereki vachadya vana vavo mukati menyu navanawo vachidya vabereki vavo ndoita zvandakatema kuita pamuri; kuwana vanenge vangopunyuka ndichavamwararisa kumativi ose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndizvozvo, vabereki vachadya vana vavo mukati menyu navanawo vachidya vabereki vavo ndoita zvandakatema kuita pamuri; kuwana vanenge vangopunyuka ndichavamwararisa kumativi ose. Viz kapitola |