Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 48:4 - Shona BIBLE

4 Pamuganho waNafutari, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waManase.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Pamuganho waNaftari, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waManase.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Pamuganho waNafutari, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waManase.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Dzinzawo rokwaManase, mugove mumwechete, unobvira kumabvazuva kudzamara kumavirira wakabatana nenyika yokwaNafutari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Dzinzawo rokwaManase, mugove mumwechete, unobvira kumabvazuva kudzamara kumavirira wakabatana nenyika yokwaNafutari.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 48:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy