Ezekieri 48:32 - Shona BIBLE32 Kurutivi rwamabvazuva, tsanga dzine zviuru zvina namazana mashanu, namasuwo matatu, anoti: Suo raJosefa, rimwe, suwo raBhenjamini, rimwe, uye suwo raDhani, rimwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Kurutiʋi rwamabvazuʋa, tsaŋga dzineɀuru ɀinna namazana mashanu, namasuʋo matatu, anoti: Suʋo raJosefa, rimŋe, suʋo raBenjamini, rimŋe, ʋuye suʋo raDani, rimŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Kurutivi rwamabvazuva, tsanga dzine zviuru zvina namazana mashanu, namasuo matatu, anoti: Suo raJosefa, rimwe, suo raBhenjamini, rimwe, uye suo raDhani, rimwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Kwouya kumabvazuva kuchange kuchiita makiromita maviri ana mamita mazana maviri namakumi mashanu, ngakuve nemisuo mikuru mitatu inoti Suo Guru rokwaJosefi neSuo Guru rokwaBhenjamini neSuo Guru rokwaDhani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Kwouya kumabvazuva kuchange kuchiita makiromita maviri ana mamita mazana maviri namakumi mashanu, ngakuve nemisuo mikuru mitatu inoti Suo Guru rokwaJosefi neSuo Guru rokwaBhenjamini neSuo Guru rokwaDhani. Viz kapitola |