Ezekieri 48:30 - Shona BIBLE30 Iyi ndiyo migumo yeguta: Kurutivi rwokumusoro tsanga dzine zviuru zvina namazana mashanu pakuyerwa kwazvo; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Iyi ndiyo migumo yeguta: Kurutiʋi rwokumsoro tsaŋga dzineɀuru ɀinna namazana mashanu pakuyerwa kwaɀo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Iyi ndiyo migumo yeguta: Kurutivi rwokumusoro tsanga dzine zviuru zvina namazana mashanu pakuyerwa kwazvo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Nzvimbo dzokubuda nadzo muguta ndidzo idzi: dzinoti: Kuchamhembe kwacho kunoita makiromita maviri ana mamita mazana maviri ane makumi mashanu kwaerwa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Nzvimbo dzokubuda nadzo muguta ndidzo idzi: dzinoti: Kuchamhembe kwacho kunoita makiromita maviri ana mamita mazana maviri ane makumi mashanu kwaerwa Viz kapitola |