Ezekieri 48:3 - Shona BIBLE3 Pamuganho waAshuru, kubva kurutivi rwamavirazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waNafutari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Pamuganho waAsheri, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waNaftari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Pamuganho waAsheri, kubva kurutivi rwamavirazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waNafutari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Dzinza rokwaNafutari, mugove mumwechete, unobvira kumabvazuva kudakara kumadokero wakabatana nenyika yokwaAsheri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Dzinza rokwaNafutari, mugove mumwechete, unobvira kumabvazuva kudakara kumadokero wakabatana nenyika yokwaAsheri. Viz kapitola |