Ezekieri 48:29 - Shona BIBLE29 “Ndiyo nyika yamunofanira kuganhura nemijenya pakati pamarudzi aIsiraeri ive nhaka yavo, uye iyi ndiyo migove yavo vose,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ndiyo nyika yamunofanira kuganhura nemijenya pakati pamarudzi aIsraeri iʋe nhaka yaʋo, ʋuye iyi ndiyo migoʋe yaʋo ʋose — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 “Ndiyo nyika yamunofanira kuganhura nemijenya pakati pamarudzi aIsiraeri ive nhaka yavo, uye iyi ndiyo migove yavo vose,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Ndiyo nyika yacho iyi yamuchagovera senhaka kumadzinza eIsiraeri. Iyoyi ndiyo migove yakasiyana-siyana yavo.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 “Ndiyo nyika yacho iyi yamuchagovera senhaka kumadzinza eIsiraeri. Iyoyi ndiyo migove yakasiyana-siyana yavo.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitola |