Ezekieri 48:27 - Shona BIBLE27 Pamuganho waZebhuruni, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waGadhi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Pamuganho waZeburuni, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waGadi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Pamuganho waZebhuruni, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waGadhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Dzinza rokwaGadhi rinowanawo mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumavirira wakabatana nenyika yokwaZebhuroni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Dzinza rokwaGadhi rinowanawo mugove mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumavirira wakabatana nenyika yokwaZebhuroni. Viz kapitola |