Ezekieri 48:24 - Shona BIBLE24 Pamuganho waBhenjamini, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waSimeoni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Pamuganho waBenjamini, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waSimeoni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Pamuganho waBhenjamini, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waSimeoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Dzinza rokwaSimioni rinowana mugove waro mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumadokero wakabatana nenyika yokwaBhenjamini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Dzinza rokwaSimioni rinowana mugove waro mumwechete unobvira kumabvazuva kusvika kumadokero wakabatana nenyika yokwaBhenjamini. Viz kapitola |