Ezekieri 48:20 - Shona BIBLE20 Chipo chose chinofanira kuita tsanga dzine zviuru zvina makumi maviri nezvishanu pakureba, nezviuru zvina makumi maviri nezvishanu paupamhi; munofanira kuvigira Jehovha chipo icho chitsvene, china mativi mana akaenzana, pamwechete nenzvimbo yeguta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Cipo cose cinofanira kuita tsaŋga dzineɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀishanu pakureɓa, neɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀishanu paʋupamhi; munofanira kuʋigira Jehova cipo ico citȿene, cinamatiʋi manna akaenzana, pamŋe cete nenɀimbo yeguta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Chipo chose chinofanira kuita tsanga dzine zviuru zvina makumi maviri nezvishanu pakureba, nezviuru zvina makumi maviri nezvishanu paupamhi; munofanira kuvigira Jehovha chipo icho chitsvene, chinamativi mana akaenzana, pamwechete nenzvimbo yeguta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Dunhu iroro rose ramuchasarudza rinofanira kunge rakaenzana mativi ose divi richiita makiromita gumi namaviri ane hafu zvichisanganisira dunhu rinoera pamwechete nenzvimbo yeguta iroro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Dunhu iroro rose ramuchasarudza rinofanira kunge rakaenzana mativi ose divi richiita makiromita gumi namaviri ane hafu zvichisanganisira dunhu rinoera pamwechete nenzvimbo yeguta iroro. Viz kapitola |