Ezekieri 48:17 - Shona BIBLE17 Guta rinofanira kuva norupawo: Kurutivi rwokumusoro tsanga dzina mazana maviri namakumi mashanu, nokurutivi rwezasi mazana maviri namakumi mashanu, nokurutivi rwamabvazuva mazana maviri namakumi mashanu, nokurutivi rwamavirazuva mazana maviri namakumi mashanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Guta rinofanira kuʋa noruwa ʋo: Kurutiʋi rwokumsoro tsaŋga dzinamazana maʋiri namakumi mashanu, nokurutiʋi rwezasi mazana maʋiri namakumi mashanu, nokurutiʋi rwamabvazuʋa mazana maʋiri namakumi mashanu, nokurutiʋi rwamaʋirazuʋa mazana maʋiri namakumi mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Guta rinofanira kuva norupawo: Kurutivi rwokumusoro tsanga dzina mazana maviri namakumi mashanu, nokurutivi rwezasi mazana maviri namakumi mashanu, nokurutivi rwamabvazuva mazana maviri namakumi mashanu, nokurutivi rwamavirazuva mazana maviri namakumi mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Guta iroro richava namafuro akadai izvi, kuchamhembe kuchaita zana ramamita rina mamita makumi maviri namashanu uye kumaodzanyemba kuchiitawo zana ramamita rina mamitawo makumi maviri namashanu uyewo kumabvazuva kuriwo zana ramamita rina makumi maviri amamita ana mamita mashanuwo kwozoti kumadokero kuchiitawo zana ramamita rine mamitawo makumi maviri ane mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Guta iroro richava namafuro akadai izvi, kuchamhembe kuchaita zana ramamita rina mamita makumi maviri namashanu uye kumaodzanyemba kuchiitawo zana ramamita rina mamitawo makumi maviri namashanu uyewo kumabvazuva kuriwo zana ramamita rina makumi maviri amamita ana mamita mashanuwo kwozoti kumadokero kuchiitawo zana ramamita rine mamitawo makumi maviri ane mashanu. Viz kapitola |