Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 48:16 - Shona BIBLE

16 Kukura kwayo kunofanira kuva kudai: Rutivi rwokumusoro, tsanga dzine zviuru zvina namazana mashanu, norutivi rwezasi zviuru zvina namazana mashanu, nokurutivi rwamabvazuva zviuru zvina namazana mashanu, norutivi rwamavirazuva zviuru zvina namazana mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Kukura kwayo kunofanira kuʋa kuɗai: Rutiʋi rwokumsoro, tsaŋga dzineɀuru ɀinna namazana mashanu, norutiʋi rwezasi ɀuru ɀinna namazana mashanu, nokurutiʋi rwamabvazuʋa ɀuru ɀinna namazana mashanu, norutiʋi rwamaʋirazuʋa ɀuru ɀinna namazana mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Kukura kwayo kunofanira kuva kudai: Rutivi rwokumusoro, tsanga dzine zviuru zvina namazana mashanu, norutivi rwezasi zviuru zvina namazana mashanu, nokurutivi rwamabvazuva zviuru zvina namazana mashanu, norutivi rwamavirazuva zviuru zvina namazana mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Zvino aya ndomakuriro aichange yakaita, kudivi rokuchamhembe kunoita makiromita maviri ana mamita mazana maviri namakumi mashanu. Kudivi rokumaodzanyemba kuchaitawo makiromita maviri ana mamita mazana maviri namakumi mashanu. Kudiviwo rokumabvamazuva kuchange kuchiita makiromita maviri ana mamita mazana maviri ana makumi mashanu, kudivi rokumavirira kuchiita makiromita maviri ane mamitawo mazana maviri ane makumiwo mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Ezekieri 48:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy