Ezekieri 48:15 - Shona BIBLE15 Tsanga dzine zviuru zvishanu dzakasara pahupamhi hwenyika, pamberi pedzine zviuru zvina makumi maviri nezvishanu, hazvizi zvitsvene, ndezveguta, nopokugara noruwa; guta rinofanira kuva pakati pazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Tsaŋga dzineɀuru ɀishanu dzakasara paʋupamhi bgenyika, pamberi pedzineɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀishanu, haɀizi ɀitȿene, ndeɀeguta, nopokugara noruwa; guta rinofanira kuʋa pakati paɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Tsanga dzine zviuru zvishanu dzakasara pahupamhi hwenyika, pamberi pedzine zviuru zvina makumi maviri nezvishanu, hazvizi zvitsvene, ndezveguta, nopokugara noruwa; guta rinofanira kuva pakati pazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Panenge pasara pacho pakafara kuita makiromita mashanu uye pakareba kuita makiromita gumi namaviri ane hafu, panofanira kuva pokushandiswawo zvapo neguta iroro kuita pokugara uye kuva mafuro aro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Panenge pasara pacho pakafara kuita makiromita mashanu uye pakareba kuita makiromita gumi namaviri ane hafu, panofanira kuva pokushandiswawo zvapo neguta iroro kuita pokugara uye kuva mafuro aro. Viz kapitola |