Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 47:6 - Shona BIBLE

6 Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, waona chinhu ichi here?” Zvino akaenda neni, akandidzosera kumhenderekedzo yorwizi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, waʋona cinhu ici here? Ɀino akaenda neni, akandidzosera kumhenderekedzo yorwizi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, waona chinhu ichi here?” Zvino akaenda neni, akandidzosera kumhenderekedzo yorwizi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Akazonditi, “Nhaiwe mwanakomana womunhu, waona here izvi?” Akabva adzokera neni achitevedza mahombekombe orukova irworwo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Akazonditi, “Nhaiwe mwanakomana womunhu, waona here izvi?” Akabva adzokera neni achitevedza mahombekombe orukova irworwo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 47:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy