Ezekieri 47:4 - Shona BIBLE4 Zvino akayerazve mamita ane chiuru chimwe, akandiyambusa nomumvura, mvura ikasvikira kumabvi. Akayerazve mamita ane chiuru chimwe, akandiyambusa nomumvura, mvura ikasvikira kuchiuno. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino akayera ɀe makubiti anecuru cimŋe, akandiyambusa nomumvura, mvura ikaȿikira kumabvi. Akayera ɀe makubiti anecuru cimŋe, akandiyambusa nomumvura, mvura ikaȿikira kuciʋuno. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvino akayerazve mamita ane chiuru chimwe, akandiyambusa nomumvura, mvura ikasvikira kumabvi. Akayerazve mamita ane chiuru chimwe, akandiyambusa nomumvura, mvura ikasvikira kuchiuno. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akaerazve mamwe mazana mashanu emamita akafamba neni nomumvura imomo, iyo yakanga ichinyudza zvokusvika mumabvi. Akaerawo mamwe mamita mazana mashanu akabva ofamba neni nomumvura macho, yakanga zvino yosvika muchiuno. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akaerazve mamwe mazana mashanu emamita akafamba neni nomumvura imomo, iyo yakanga ichinyudza zvokusvika mumabvi. Akaerawo mamwe mamita mazana mashanu akabva ofamba neni nomumvura macho, yakanga zvino yosvika muchiuno. Viz kapitola |