Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 47:19 - Shona BIBLE

19 Rutivi rwezasi zvichienda zasi, muganho uchabva paTamari kusvikira kumvura yeMeribhatikadheshi, kusvikira kurukova rweIjipiti, kusvikira kugungwa guru. Ndirwo rutivi rwezasi, zvichienda zasi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Rutiʋi rwezasi ɀicienda zasi, muganho ucabva paTamari kuȿikira kumvura yeMeriboti‐kadeshi, kuȿikira kurukoʋa rweEgipita, kuȿikira kuguŋgwa guru. Ndirwo rutiʋi rwezasi, ɀicienda zasi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Rutivi rwezasi zvichienda zasi, muganho uchabva paTamari kusvikira kumvura yeMeribhatikadheshi, kusvikira kurukova rweIjipiti, kusvikira kugungwa guru. Ndirwo rutivi rwezasi, zvichienda zasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 “Kudivi rokumaodzanyemba, uchabvira kuTamari kudzamara kumvura yokuMeribhakadheshi wotevedza kaKova keIjipiti kusvikira kuGungwa Guru. Iwoyu ndomuganhu wacho wokumaodzanyemba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 “Kudivi rokumaodzanyemba, uchabvira kuTamari kudzamara kumvura yokuMeribhakadheshi wotevedza kaKova keIjipiti kusvikira kuGungwa Guru. Iwoyu ndomuganhu wacho wokumaodzanyemba.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 47:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy