Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 47:18 - Shona BIBLE

18 Kurutivi rwamabvazuva pakati peHaurani neDhamasikosi neGireadhi nenyika yaIsiraeri, muganho unofanira kuva Jodhani; munofanira kuyera kubva kumuganho wokumusoro kusvikira kugungwa rokumabvazuva. Ndirwo rutivi rwamabvazuva.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Kurutiʋi rwamabvazuʋa pakati peHaurani neDamasko neGireadi nenyika yaIsraeri, muganho unofanira kuʋa Joridani; munofanira kuyera kubva kumuganho wokumsoro kuȿikira kuguŋgwa rokumabvazuʋa. Ndirwo rutiʋi rwamabvazuʋa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Kurutivi rwamabvazuva pakati peHaurani neDhamasiko neGireadhi nenyika yaIsiraeri, muganho unofanira kuva Jorodhani; munofanira kuyera kubva kumuganho wokumusoro kusvikira kugungwa rokumabvazuva. Ndirwo rutivi rwamabvazuva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 “Kudivi rokumabvazuva, muganhu wacho uchadimura napakati peHaurani neDhamasikusi uchitevedza rwizi rwaJorodhani pakati peGireadhi nenyika yeIsiraeri kusvikira kuGungwa roKumabvazuva kusvikira kuTamari. Ndouchava muganhu wokumabvazuva iwoyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Ezekieri 47:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy