Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 47:14 - Shona BIBLE

14 Munofanira kugara nhaka, mumwe achienzaniswa nomumwe; nokuti ndakapika kuti ndichaipa madzibaba enyu; nyika iyi ichava nhaka yenyu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Munofanira kuigara nhaka, mumŋe acienzaniswa nomumŋe; nokuti ndakapika kuti ndicaipa madziɓaɓa enyu; nyika iyi icaʋa nhaka yenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Munofanira kugara nhaka, mumwe achienzaniswa nomumwe; nokuti ndakapika kuti ndichaipa madzibaba enyu; nyika iyi ichava nhaka yenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Munofanira kuikamuranisa zvakaenzana. Ndakatsidzira kuzoipa kumadzibaba enyu, zvino nyika iyoyi ichava mumaoko menyu senhaka yenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Munofanira kuikamuranisa zvakaenzana. Ndakatsidzira kuzoipa kumadzibaba enyu, zvino nyika iyoyi ichava mumaoko menyu senhaka yenyu.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 47:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy