Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 47:13 - Shona BIBLE

13 Zvanzi naIshe Jehovha, “Iyi ndiyo miganhu, yamunofanira kuganhura nyika nayo ive nhaka yamarudzi ane gumi namaviri aIsiraeri: Josefa anofanira kupiwa migove miviri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀanzi naShe Jehova: Iyi ndiyo miganho, yamunofanira kuganhura nyika nayo iʋe nhaka yamarudzi anegumi namaʋiri aIsraeri: Josefa unofanira kupiwa migoʋe miʋiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Zvanzi naIshe Jehovha, “Iyi ndiyo miganho, yamunofanira kuganhura nyika nayo ive nhaka yamarudzi ane gumi namaviri aIsiraeri: Josefa anofanira kupiwa migove miviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Zvanzi naTenzi Mwari, “Iyi ndiyo miganhu yamuchakamuranisa nayo nyika yenhaka pakati pamadzinza gumi namaviri eIsiraeri. RokwaJosefi richawana migove miviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Zvanzi naTenzi Mwari, “Iyi ndiyo miganhu yamuchakamuranisa nayo nyika yenhaka pakati pamadzinza gumi namaviri eIsiraeri. RokwaJosefi richawana migove miviri.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 47:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy