Ezekieri 46:6 - Shona BIBLE6 Nezuva rokugara kwomwedzi zvinofanira kuita nzombe duku isina mhosva, namakwayana matanhatu, nehondohwe; zvinofanira kuva zvisina mhosva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nezuʋa rokugara kwomŋedzi ɀinofanira kuita nzombe ɗuku isinemhoȿa, namakwaiana matanhatu, negondobge; ɀinofanira kuʋa ɀisinemhoȿa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Nezuva rokugara kwomwedzi zvinofanira kuita nzombe duku isina mhosva, namakwayana matanhatu, nehondohwe; zvinofanira kuva zvisina mhosva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 PaZuva Guru roKugara kwoMwedzi anosungirwa kupira handira ichiri duku isina chinoshoreka pairi nehwayana nhanhatu nehondohwe dzisina chinoshoreka padziri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 PaZuva Guru roKugara kwoMwedzi anosungirwa kupira handira ichiri duku isina chinoshoreka pairi nehwayana nhanhatu nehondohwe dzisina chinoshoreka padziri. Viz kapitola |